notícias musicais

top 13 artistas

top 13 musicas

Confira a Letra TsiTsi

Shingai

TsiTsi

I try to navigate this empty space
Untangle chaos back into place
I see my destiny come into view
My shadow casts a light right over you

Ndirikushedzera
Así mandi kanganwa
Ndirikushedzera
Así mandi kanganwa

Ndirikushedzera
Así mandi kanganwa

Enowate

Nzira yandiri kufamba nayo
Yakazara nema tombo
Nzira ineminzwa zvandi fungisa
Madziteteguru

Ndirikushedzera
Así mandi kanganwa
Ndirikushedzera
Así mandi kanganwa

Ndirikushedzera
Así mandi kanganwa

Enowate

Ndirikushedzera
Así mandi kanganwa
Ndirikushedzera
Así mandi kanganwa

Ndirikushedzera
Así mandi kanganwa

Así mandi kanganwa
Enowate

Asihamunzwe tsitsi
Madziteteguru
Asihamundzwe Nyasha
Mumoyo yenyu

Asihamunzwe tsitsi
Madziteteguru
Asihamundzwe Nyasha
Mumoyo yenyu

Mandisirei-Ko

Ndirikushedzera
Así mandi kanganwa
Ndirikushedzera
Así mandi kanganwa (Mandisirei-Ko)

Ndirikushedzera
Así mandi kanganwa
Ndirikushedzera
Así mandi kanganwa (Mandisirei-Ko)

Asihamunzwe tsitsi
Madziteteguru (así mandi kanganwa)
Asihamundzwe Nyasha
Mumoyo yenyu (así mandi kanganwa)

Asihamunzwe tsitsi
Madziteteguru (así mandi kanganwa)
Asihamundzwe Nyasha
Mumoyo yenyu

Discografia Tracker